Duramazwi · zita
chikomborero
privilege · blessing
gomborerorufumiso
Duramazwi · zita
privilege · blessing
Ichi chipo chakanaka chinopuwa munhu nomusiki.
Ichi chipo chakanaka chinopuwa munhu nomusiki.
Ichi chikomborero chaunopiwa nomupurisite kana nomubhishopu.
Chipo chikomborero kana tarenda rinopiwa munhu rokugona kuita zvinotadzwa nevamwe. Mwana wangu ane chipo chokuveza migwaku.
gomborero · rufumiso
Duramazwi
01 / 03chikomboro
Chikomboro igomba rinomirwa nemunhu anenge achipakira dhaka muforoma dzezvidhina.
VerengaSwipe for the next word