Duramazwi
Zvinoreva
Kuti bhubhunu kutsenga zvinhu zvakaoma zvakaita semabhonzo.
1
Kuti bhubhunu kutsenga zvinhu zvakaoma zvakaita semabhonzo.
Kuti bhubhunu kutsenga zvinhu zvakaoma zvakaita semabhonzo.
Michero mudikidiki wakatenderera uye wakaomarara, unoberekwa nemubhubhunu.
Mubhubhunu muti une mashizha madiki akakwasharara, unoita makavi anotedza uye unobereka muchero, mudiki, wakatenderera, unodyiwa kana waoma.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhucha
slaughterhouse
VerengaSwipe for the next word