KwaunobvaDuramazwiZzita

Duramazwi · zita

zita

name · nameless

Zvinoreva

Zita ndiro izwi rinodaidzwa naro munhu kana nzvimbo kana chii zvacho. Zita rangu ndi-Shamiso. Ko iwe unonzi ani?

1

Zita ndiro izwi rinodaidzwa naro munhu kana nzvimbo kana chii zvacho. Zita rangu ndi-Shamiso. Ko iwe unonzi ani?

Zita rako ndiTambaoga nokudaro uchatamba wega mukati meshura iri.

Veukama vakatarisana, nekuti vainge vachiziva kuti havana hama ine zita rakadaro.

Apa panoda zita remutambi chairo kwete kuti vamwe baba, vamwe sekuru, umwe murume.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zita remadunhurirwa

Iri izita, riri pamusoro peraakapihwa nevabereki vake, rinodaidzwa naro munhu nevanhu vaanosekedzana navo, rinenge richienderana nezviito zvake.

Verenga

Swipe for the next word