KwaunobvaDuramazwiMmuzita

Duramazwi · zita

muzita

Zvinoreva

Mune zvechiKiristu, kuti muzita kutaura kuti zvose zvinenge zviri kuitwa zvinenge zvichiiitwa zvichirangarirwa kuti pane ane zita guru rinopa vanhu upenyu.

1

Mune zvechiKiristu, kuti muzita kutaura kuti zvose zvinenge zviri kuitwa zvinenge zvichiiitwa zvichirangarirwa kuti pane ane zita guru rinopa vanhu upenyu.

Muzita rababa neromwanakomana, ngatinamatei.

Kana ukatorera munhu chinhu unenge wachibvisa mumaoko kana muzita rake iye asingadi.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word