Duramazwi · zita
muzukuru
cousin · descendant · nephew · niece · grandchild; nephew
Duramazwi · zita
cousin · descendant · nephew · niece · grandchild; nephew
Mwana womwana wako kana kuti wehazvanzi.
Mwana womwana wako kana kuti wehazvanzi.
Vakachema zvisingaite vachiona zvainge zvakaita muzukuru wavo.
Ndingada kukubatsirai zvangu imi mbuya nasekuru VaChihera: Ndizvo hako muzukuru.
Kana angave mai kana tete, havachina ruramo yekungorikita mwana kana muzukuru wavo.
Muzukuru wako mwana wemwana wako.
Muzukuru mwana wehanzvadzi yako.
Iri izwi rinoshandiswa nevanhu vechikuru kana vachidaidza kana kutaura nevana vadiki kwavari, vangangoita zera revana vevana vavo ivo.
mwanamukati · muzaya · mudonzvo wepwa
Duramazwi
01 / 03muzungure
Muzungure ndechinoita ruzha chinodzingisa shiri mumunda, chinogadzirwa nemagaba akasungirirwa patambo kana pawaya.
VerengaSwipe for the next word