KwaunobvaDuramazwiMmuzura

Duramazwi · zita

muzura

Zvinoreva

Muzura kupfugama kana kuti kugwadama kunoitwa no-

1

Muzura kupfugama kana kuti kugwadama kunoitwa no-

Pano pachikoro hakusi kuchechi " vakadaro mama ndichibva ndati " zvakanakai mama thank you Headmaster " ndakadaro ndichityora muzura.

Vasikana vanokwazisa, votyora muzura uye kuomberawo senzira yekukwazisa vanhu.

Kana ari mwanasikana anofanirwa kutyora muzura kana achikwazisa vakuru.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muzuwi

Muzuwi munhu anotaura chaizvo, kazhinji achizvirumbidza.

Verenga

Swipe for the next word