KwaunobvaDuramazwiMmuzvadzi

Duramazwi · zita

muzvadzi

Zvinoreva

Pakuroorwa kwemusikana, muzvadzi ihanzvadzikomana yake inonzi ione kuti urongwa hwose hwafamba nemazvo.

1

Muzvadzi ihanzvadzikomana yemukadzi inopiwa danho rekuona kuti mumba yehanzvadzisikana yake nemukwasha hapana chinonetsa.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muzvambarara

Chinhu chakanyanya kureba.

Verenga

Swipe for the next word