KwaunobvaDuramazwiMmuzungure

Duramazwi · zita

muzungure

Zvinoreva

Muzungure ndechinoita ruzha chinodzingisa shiri mumunda, chinogadzirwa nemagaba akasungirirwa patambo kana pawaya.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muzura

Muzura kupfugama kana kuti kugwadama kunoitwa no-

Verenga

Swipe for the next word