KwaunobvaDuramazwiZziro

Duramazwi · zita

ziro

zero

ziimwii

Zvinoreva

Kana munhu akati ziro anenge asvika panguva yokunyarara chaizvo asingambobudisi kana izwi rimwe. Mumba makamboti ziro, umwe neumwe ave nedzake pfungwa.

Pfungwa dzesimba.

1

Ziro, tande, haradada, pwati, piriviri, rukutu, vhuu, tende, pfacha, zvii.

Vakangosvikoti tende kugara mumunda mavo vakati ziro kunyarara.

2

Zvakafanana

zii · mwii

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word