Duramazwi · zita
ziso
eye
Duramazwi · zita
eye
Maziso ako inhe-ngo dzemuviri iri kumeso kwako dzinoita kuti ukwanise kuona.
Maziso ako inhe-ngo dzemuviri iri kumeso kwako dzinoita kuti ukwanise kuona.
Vakabata face yaive nema bondage ndokuzoona akatovhura ziso matama avekutodzokera mukati.
Akavhura ziso akatarisa kuside kwave kuzocheuka.
Tadiwa akaramba akavhura ziso.
Kana munhu achinzi ane maziso kureva kuti maziso ake anenge achimurwadza.
Duramazwi
01 / 03ziso regumbo
ankle
VerengaSwipe for the next word