Duramazwi03 / 03mazondeMazonde ipfuma yomumwe munhu yaunodya asi usina kumboishandira kana kuibhadhara. Pfuma yenhaka inonzi mazonde nokuti munoidya chero musingazivi kuti yakawanikwa sei.Verenga→