Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mazonde ipfuma yomumwe munhu yaunodya asi usina kumboishandira kana kuibhadhara. Pfuma yenhaka inonzi mazonde nokuti munoidya chero musingazivi kuti yakawanikwa sei.
1

Kufa kweane hari anosiya mazonde.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mazondo
hoofs
VerengaSwipe for the next word