Duramazwi · zita
Zvinoreva
Garara ndechose chimerwa chinoita mudzi wakaita sembambaira pasi.
Kugarara kudaidzira nezwi riri pamusoro.

Kana munhu akatsungarara anenge aine uso hunoratidza kusafara.
Ngarara itsotsi rekupedzisira chairo. Nyembesi ingarara yemunhu chaiyo isingadzosere vamwe zvikwereti.
Kugarara kudaidzira nezwi riri pamusoro.
Garara ndechose chimerwa chinoita mudzi wakaita sembambaira pasi.
Ngarara itsotsi rekupedzisira chairo. Nyembesi ingarara yemunhu chaiyo isingadzosere vamwe zvikwereti.
Ungarara maitiro echitsotsi ekuitira vamwe zveujarijari.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gararwa
Gararwa mazimate anenge madzi-hwa anobva pahuro kana munhu achinzwa gosorwa.
VerengaSwipe for the next word