Duramazwi · zita
gapu
hadyanachikari
Duramazwi · zita
Gapu ihari inoshandiswa kubikira muriwo.
Gapu ihari inoshandiswa kubikira muriwo.
Gapu ihari inoshandiswa kubikira muriwo.
Gapu ihari ine muriwo unenge wakabikwa.
Tafi zvaakachachura nyama kubva mugapu rainge riri pachoto, vanhu vose vakabva vaziva kuti aikara.
Gapu ihari ine muriwo unenge wakabikwa.
hadyana · chikari
Duramazwi
01 / 03gapukapu
Kudya kana kunwa kwekukasikira.
VerengaSwipe for the next word