KwaunobvaDuramazwiGgapukapu

Duramazwi · zita

gapukapu

Zvinoreva

Kudya kana kunwa kwekukasikira.

1

Kudya kana kunwa kwekukasikira.

Gapukapu kunwa chinhu uchishandisa rurimi, sezvinoita imbwa kana ichimwa mvura.

Gapukapu kugeza kwekungodira-dira mvura pasina kunyatsochenesa.

Gapukapu kudya kunenge kuchipisa chaizvo.

2

Gapukapu kudya kunenge kuchipisa chaizvo.

3

Gapukapu kunwa chinhu uchishandisa rurimi, sezvinoita imbwa kana ichimwa mvura.

4

Gapukapu kugeza kwekungodira-dira mvura pasina kunyatsochenesa.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gapwa

Mvura yakamira panzvimbo imwe mumatanda.

Verenga

Swipe for the next word