Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achiti chimwe chinhu chakamugara matunduru, anenge achireva kuti chava nenguva yakareba chiri paari uye chichimunetsa kana kumurwadza zvikuru.
1
Kana munhu achiti chimwe chinhu chakamugara matunduru, anenge achireva kuti chava nenguva yakareba chiri paari uye chichimunetsa kana kumurwadza zvikuru.
Urovha neurombe zvandigara matunduru vakomana.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gara zvakanaka
Kana munhu achinzi akagara zvakanaka anenge achirarama upenyu husina matambudziko akanyanya.
VerengaSwipe for the next word