Duramazwi
Zvinoreva
Tinoshandisa mazwi aya tichibvunza nezvezvinhu zvatakanganwa zvatinoda kuyeuchidza.
1
Tinoshandisa mazwi aya tichibvunza nezvezvinhu zvatakanganwa zvatinoda kuyeuchidza.
Gara zviya takatenderana kuti neChishanu tichatanga tainda nokwatete?
Chekai: Gara zviya munoda basa rokuve munyori mukuru here?
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03garadziya
Garadziya kamuti kadiki kanomera panzvimbo ine mvura yakawanda chaizvo.
VerengaSwipe for the next word