KwaunobvaDuramazwiGgaragada

Duramazwi

garagada

Zvinoreva

Kuti garagada kukwira pamusoro pechimwe chinhu chakakwirira.

Garagada chinwiwa chinenge chisinganaki.

Kuti garagada kuputsika sezvinoita mombe inenge ichiurayiwa, painenge yatemwa nedemo.

1

Paakarohwa chibhakera chakasimba, akabva ati pasi garagada.

2

3

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word