KwaunobvaDuramazwiGgarakamba

Duramazwi · zita

garakamba

Zvinoreva

Garakamba tuvana twomuti womukamba twakaomarara, tutema tune kakwati katsvuku nechokumusoro.

1

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

garakara

Garakara muchero, mudzi kana chirimwa chinovava zvakanyanya.

Verenga

Swipe for the next word