Kwaunobva/Duramazwi/G/gapi
Duramazwi
Kuti gapi kukapura semanwiro anoita imbwa mvura.
gapu
Gapu ihari inoshandiswa kubikira muriwo.
gapukapu
Kudya kana kunwa kwekukasikira.
gapwa
Mvura yakamira panzvimbo imwe mumatanda.
Swipe for the next word