Duramazwi
Zvinoreva
Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kuti vanhu vacho vari kutaura vari pano.
1
Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kuti vanhu vacho vari kutaura vari pano.
K vs. Ichi chivakashure chechiratidzi chinoshandiswa kupira chiri kuratidzwa. Havano vadzidzi vako ava.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03havhi
Chidimbu chechinhu chakayerwa (half).
VerengaSwipe for the next word