KwaunobvaDuramazwiHhaya

Duramazwi · zita

haya

hire

hwishori

Zvinoreva

Haya ishiri inowanzoonekwa kana mvura yoda kunaya.

Haya imotokari kana bhazi ramunenge mabhadhara kuti rikuendesei kwamunenge muchida.

Kuhaya kutora mudziyo wamunobhadhara kuti mungoshandisa bedzi.

Haya mwenje unenge uri panzvimbo yakakwirira.

1

Haya mutambo wokuti bhora rinokandwa kumutambi umwe nomumwe iye achiedza kurigamha.

2

3

Vachati vakahaya motokari yokuendesa kuchechi, sezvo ivo vakanga vasina yavo yaikwanisa kutakura vanhu vakawanda.

Haya imotokari kana bhazi ramunenge mabhadhara kuti rikuendesei kwamunenge muchida.

Haya mutambo wokuti bhora rinokandwa kumutambi umwe nomumwe iye achiedza kurigamha.

4

Haya mwenje unenge uri panzvimbo yakakwirira.

Haya ishiri inowanzoonekwa kana mvura yoda kunaya.

Haya mwenje unenge uri panzvimbo yakakwirira.

Kureva madudzirirwe anenge achiita zviri kuonekwa kana kufungwa. Kurira kuri kuita haya zvinoreva kuti mvura yava pedo.

5

Haya mutambo wokuti bhora rinokandwa kumutambi umwe nomumwe iye achiedza kurigamha.

Zvakafanana

hwishori

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hazura

Kuhazura kubata chinhu choda kutiza neruoko, uchikasika.

Verenga

Swipe for the next word