KwaunobvaDuramazwiHhazviere

Duramazwi · zita

hazviere

nyakanyokazanzichinzungunzungu

Zvinoreva

Hazviere chikwenzi chinowanikwa munzvimbo dzine ivhu rakaita jecha, chine maruva akacheneruka uye chinobereka vana vakaita senyemba.

1

Zvakafanana

nyakanyoka · zanzi · chinzungunzungu

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hazvieri

Hazvieri mushonga unorapa manyoka kuvana vacheche.

Verenga

Swipe for the next word