Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nzvimbo yakashambidzwa panze pechengo kana mumba.
1
Nzvimbo yakashambidzwa panze pechengo kana mumba.
Muyavo kakwenzi kanoita mapazi matete akawanda, anogadziriswa mutsvairo wokuchenesa paruvazhe.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ruvengano
Ruvengano kusawirirana pakati pavanhu kana mhuri.
VerengaSwipe for the next word