KwaunobvaDuramazwiCchivanze

Zvinoreva

Chivanze inhandare inoratidza panogumira musha. Imbwa haifaniri kuruma munhu ari kunze kwechivanze.

1

Chivanze inhandare inoratidza panogumira musha. Imbwa haifaniri kuruma munhu ari kunze kwechivanze.

Chivanze chiduku chiri pamba (small yard).

Bvunzo Nzwisiso- Mutambo Nyarai: Amai, amai, pane vanhu vasvika vakagara panze apo kunze kwechivanze uko.

Ndaona pachivanze kuti bha-a magetsi emota, ndinofunga kuti sekuru vadzoka.

Zvakafanana

ruvanze · ruvazhe · yadhi · bharasa · dandare · nhanga

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chivanzi

Chivanze chiduku chiri pamba (small yard).

Verenga

Swipe for the next word