KwaunobvaDuramazwiCchivanhu

Zvinoreva

Chivanhu magariro nemaitiro evaShona, kana kuti evanhu vatema vose zvaVO.

1

Chivanhu magariro nemaitiro evaShona, kana kuti evanhu vatema vose zvaVO.

Vanhu vazhinji havachakoshesa chivanhu chedu nekuda kwechirungu.

Retso mucheka unoshandiswa pakuita chivanhu, une mavara matsvuku, matema nemachena.

Chivanhu magariro nemaitiro evaShona, kana kuti evanhu vatema vose zvaVO.

Zvakafanana

chikaranga · chibhoi

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word