KwaunobvaDuramazwiCchivanzi

Duramazwi · zita

chivanzi

Zvinoreva

Chivanze chiduku chiri pamba (small yard).

1

Chivanze chiduku chiri pamba (small yard).

Mutsvairo rudzi rwechikwenzi chinoshandiswa kutsvaira chivanzi.

Huku yangu yakachechenya hukwana gumi, zvekuti izvozvi pachivanzi pangu haisi huku ivovo!

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chivara

Chivara inzvimbo inogara varume vachitandara kana kutonga mhosva.

Verenga

Swipe for the next word