KwaunobvaDuramazwiCchivata

Duramazwi · zita

chivata

Zvinoreva

Chivata kuenzana pakureba kwezvinhu zvakawanda. Chivata chechibage chava kutumbuka mumunda umo chinodadisa.

1

Rambi aisadzima kana achivata but apa rakabva radzima.

Kembi inzvimbo inogarwa nevanhu kwekanguva kadiki, kazhinji vachivata mumatende.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chivavane

Chivavane rudzi rweuswa husingaomi kana kukurumidza kufa, hune midzi inoshandiwa semushonga wedzihwa.

Verenga

Swipe for the next word