KwaunobvaDuramazwiCchivaraidzo

Duramazwi · zita

chivaraidzo

amusement

Zvinoreva

Ichi chinhu chaunoti uchichiona chinokugutsa mumaziso, zvokuti unoramba uchida kuchiona.

1

Ichi chinhu chaunoti uchichiona chinokugutsa mumaziso, zvokuti unoramba uchida kuchiona.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chivata

Chivata kuenzana pakureba kwezvinhu zvakawanda. Chivata chechibage chava kutumbuka mumunda umo chinodadisa.

Verenga

Swipe for the next word