KwaunobvaDuramazwiYyadhi

Duramazwi · zita

yadhi

yard

Zvinoreva

Yadhi chipimo cheurefu, udzamu kana upamhi hwechinhu, chinoita mafiti matatu.

1

Yadhi chipimo cheurefu, udzamu kana upamhi hwechinhu, chinoita mafiti matatu.

Yadhi chipimo cheurefu, udzamu kana upamhi hwechinhu, chinoita mafiti matatu.

Kana zvinhu zvakaenzana zvinenge zvakafanana urefu, uremu kana uwandu. Mita ne-yadhi hazvina kuenzana urefu hwazvo.

Medhemu izita rinoshandiswa kusheedza munhukadzi anenge achishandirwa nomunhu kunyanya kumayadhi nokumapurazi.

2

Chivanze.

Mamwe mazwi ane Y

Y

Swipe for the next word