KwaunobvaDuramazwiYyaa

Duramazwi

yaa

Zvinoreva

Kuti yaa kubvumirana nezvinhu kuti ndizvozvo.

1

Kuti yaa kubvumirana nezvinhu kuti ndizvozvo.

Yaa, ndiye musikana wekubiwa nemazirume aye ekuwira muna Chivero achitiza mapurisa.

2

Kuti yaa kufarira kuti zvinhu zvawaifungira kana zvawaitaura kana kushuvira zvazozadziswa.

Tsuro kari mudumbu manzou kakabva kadeedzera kachiti, "Yaa, nhasi sekuru nzou ndazokubatayi. Ndimi mapedza manhanga angu nhai?".

Mamwe mazwi ane Y

Y

Duramazwi

01 / 03

yacha

Kuti yacha kungoburitsa zvinhu pachena zvinofanira kunge zvakahwandiswa.

Verenga

Swipe for the next word