KwaunobvaDuramazwiYya

Duramazwi

ya

para

ye-yo-

Zvinoreva

Ichi chinan'anuri chinoreva munhu kana chinhu chinozivikanwa kare nevatauri. Musikana uya akazonyengwa nenyn'anyn'a iya.

Ichi chiratidzamuiti chezita emipanda 4 ne9, chenguva yakapfuura. Michero yakarohwa nechando chakanyanya gore rino. Mvura yanga yatovira.

Ichi chivakashure chechirevamwene chemazwi ari mumupanda 4 ne 9.

1

Chakaita kuti vasaziva kuti ndiye muenzi wavo inya ya yokushonha savanhu vanozvitorera pamusoro.

Uyu mwoto muzhinji unoveswa, zvokuti vanhu vanoudzıya vari kure nawo.

Zuda imari ya-imboshandiswa pakutenga kare, asi isisashandiswi.

2

Ichi chiratidzamuiti chezita emipanda 4 ne9, chenguva yakapfuura. Michero yakarohwa nechando chakanyanya gore rino. Mvura yanga yatovira.

Uyu mwoto muzhinji unoveswa, zvokuti vanhu vanoudzıya vari kure nawo.

Zuda imari ya-imboshandiswa pakutenga kare, asi isisashandiswi.

Dhipoziti imari yaunobvisa uchiha-ya kana kurenda chimwe chinhu, inozodzoswa kana uchinge usina kuchikanganisa.

3

Ichi chivakashure chechirevamwene chemazwi ari mumupanda 4 ne 9.

Uyu mwoto muzhinji unoveswa, zvokuti vanhu vanoudzıya vari kure nawo.

Dhipoziti imari yaunobvisa uchiha-ya kana kurenda chimwe chinhu, inozodzoswa kana uchinge usina kuchikanganisa.

Chisarudzi Chivakashure chechisarudzi + Dzitsi rechisarudzi ri- + -ya iii.

Zvakafanana

ye- · yo-

Mamwe mazwi ane Y

Y

Duramazwi

01 / 03

yaa

Kuti yaa kubvumirana nezvinhu kuti ndizvozvo.

Verenga

Swipe for the next word