KwaunobvaDuramazwiDdandare

Duramazwi · zita

dandare

Zvinoreva

Chivanze.

1

Chivanze.

Dandare kanzvimbo kemumunda kadiki kakakomberedzwa, kanosiyirwa kazhinji kuti kagorimwa fodya.

Kana munhu akanzi avhiyira kadembo mudandare anenge aita zvinhu zvinomuunzira dambudziko vanhu vese vachiona.

2

Dandare kanzvimbo kemumunda kadiki kakakomberedzwa, kanosiyirwa kazhinji kuti kagorimwa fodya.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dandaro

Dandaro kuvarairwa kwamunenge makaita, muchitaura zvenyu nyaya, pasina chamunomhanyira kuita.

Verenga

Swipe for the next word