KwaunobvaDuramazwiDdandanda

Zvinoreva

Dandanda ingoma yakakura zviri pakati nepakati, inenge yakavezwa kubva pahunde yomuti.

1

Dandanda matambire anoitwa nechinagwa chekumutsa mashavi.

Undandanda kumira kunenge kwakaita zvinhu zvakawanda zvakatevedzana.

2

Dandanda ingoma yakakura zviri pakati nepakati, inenge yakavezwa kubva pahunde yomuti.

Dandanda ingoma yakakura zviri pakati nepakati, inenge yakavezwa kubva pahunde yomuti.

Dandanda matambire anoitwa nechinagwa chekumutsa mashavi.

Kuti ndandanda kuvepo kwevanhu kana zvinhu zvakawanda.

3

Dandanda matambire anoitwa nechinagwa chekumutsa mashavi.

Zvine chekuita

dandara

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dandara

Dandara munhu asina njere dzakapinza, anononoka kubata zvinhu zvaanenge achidzidziswa.

Verenga

Swipe for the next word