KwaunobvaDuramazwiDdandara

Duramazwi · zita

dandara

Zvinoreva

Dandara munhu asina njere dzakapinza, anononoka kubata zvinhu zvaanenge achidzidziswa.

Dandara idara rinovakwa nematanda, rine chigaro chakakwirira, chinogona kugarwa nemunhu anenge achirinda munda kana zvirimwa zvaakayanika pariri.

Kana dumbu rakati dandara rinenge rakazara uye richioneka kubudikira kunze.

1

2

3

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word