KwaunobvaDuramazwiZzvondo

Duramazwi · zita

zvondo

Zvinoreva

Ruvengo.

1

Ruvengo.

Chizvondo mweya wokungovenga mumwe munhu asi asina chaakutadzira.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvondora

Kana munhu akazvondora maziso, anenge akaabudisa achitaridza kushatirwa kana kushamisika.

Verenga

Swipe for the next word