Duramazwi
zvonga
-zvongonyoka
Duramazwi
Kana mudumbu muchizvonga munenge muchirwadza muchiita ura sehuri kusungana mukati.

Kuzvonga kudzvinyingika sezvinoita hove kana nyoka kana ichifamba.
Kuzvonga kudzvinyingika sezvinoita hove kana nyoka kana ichifamba.
-zvongonyoka
Duramazwi
01 / 03zvongonyoka
Kuzvongonyoka kufamba kunoita nyoka ichiita zvokumonyoroka.
VerengaSwipe for the next word