KwaunobvaDuramazwiZzvongonyoka

Duramazwi

zvongonyoka

-zvonga

Zvinoreva

Kuzvongonyoka kufamba kunoita nyoka ichiita zvokumonyoroka.

1

Kuzvongonyoka kufamba kunoita nyoka ichiita zvokumonyoroka.

Paakarova musoro wenyoka rumhenda rwakasara ruchizvongonyoka.

Kana chinhu chichipinyuka chinenge chichizvongonyoka nokutenderera nokukasika.

Kuti pinimini kuzvongonyoka nokukasika, sezvinota muswe wagurwa pachipuka chipenyu.

Zvakafanana

-zvonga

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvongoroka

Kuzvongoroka kufamba munhu wakakotamira uchiitira kuti vanhu vasakuona.

Verenga

Swipe for the next word