KwaunobvaDuramazwiSshonyoroka

Duramazwi

shonyoroka

Zvinoreva

Kushonyoroka kumonyoroka kunoita munhu anenge achirwadziwa nemudumbu.

1

Kushonyoroka kumonyoroka kunoita munhu anenge achirwadziwa nemudumbu.

Mwana ainzwa mudumbu, achiita zvokushonyoroka ari pasi.

Kushonyoroka kumonyoroka kunoita munhu anenge achirwadziwa nemudumbu.

2

Kushonyoroka kukombama kana kusatwasanuka kwechinhu.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shonyorora

Kana munhu achishonyorora rumuti anenge achirutenderedza nenzira yokuda kuti rudimbuke.

Verenga

Swipe for the next word