Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ruvhunambwa rudzi rwetsuro inomhanya zvikuru ichinzvenga nemiti. Imbwa dzinobondera nemiti pakuedza kubata ruvhunambwa.
1

Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ruvimbiso
Ruvimbiso ichokwadi chinopiwa munhu kuti achaitirwa zvimwe zvinhu mberi. Ndakaenda nomusikana kwatete seruvimbiso rwekuti ndaizomuroora.
VerengaSwipe for the next word