KwaunobvaDuramazwiRruvimbiso

Duramazwi · zita

ruvimbiso

Zvinoreva

Ruvimbiso ichokwadi chinopiwa munhu kuti achaitirwa zvimwe zvinhu mberi. Ndakaenda nomusikana kwatete seruvimbiso rwekuti ndaizomuroora.

1

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ruvimbo

Ruvimbo kuva nechokwadi mune zvimwe zvinhu. Amai ava vane ruvimbo kuti mwana wavo haabi.

Verenga

Swipe for the next word