Duramazwi
chisungo
bond
Duramazwi
bond
Chisungo zvinhu zvose zvamunenge makatenderana kuti zvinofanirwa kuitwa kana kutevedzwa. Chisungo itsindidzo pakati pavanodanana.

Bumbiro izita rinoshandiswa kureva chisungo chezvinhu, zvakaita semitemo.
Ichi chisungo chemitemo yezviperengo, batanidzo nepatsanuro inotsanangura manyorerwo anofanira kuitwa mazwi mumutauro.
Chisungo zvinhu zvose zvamunenge makatenderana kuti zvinofanirwa kuitwa kana kutevedzwa. Chisungo itsindidzo pakati pavanodanana.
Duramazwi
01 / 03chisunguro
Chisunguro isefa inosviniswa hwahwa kuti hubve masese kuchisara musvi.
VerengaSwipe for the next word