Duramazwi
Zvinoreva
Chisuku inzira yokupa mwana mucheche bota, mai vachishandisa ruoko uye dzimwe nguva vachimudzvinya mhuno paye paanenge oramba kudya.
1

2
Chisuku marutsi omwana mucheche.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chisumbu
Chisumbu kaputwa kakasungwa-sungwa.
VerengaSwipe for the next word