KwaunobvaDuramazwiCchitsidzo

Zvinoreva

Chitsidzo imhiko inoitoitwa yokuvimbisa chimwe chinhu. Mazuvano zvinofadza kwazvo kuona vana vezera rimwe chete vachipana chitsidzo chokuroorana.

1

Chitsidzo imhiko inoitoitwa yokuvimbisa chimwe chinhu. Mazuvano zvinofadza kwazvo kuona vana vezera rimwe chete vachipana chitsidzo chokuroorana.

Chigondiso chitsidzo chikuru chinoitwa nemunhu uye chaasingazofaniri kuputsa.

Kana ukazadzisa chitsidzo unenge wasvika pakuzoita izvo wakavimbisa.

Chipikirwa chitsidzo chinenge chaitwa nomunhu achitarisira kuti ndizvo zvaachazoda kuita paupenyu hwake.

Zvakafanana

rutsitu · chitsidzirano · chisungo

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word