KwaunobvaDuramazwiZzemo

Zvinoreva

Zemo ihavi yekuda kurara nemukadzi kana nemurume.

1

Zemo ihavi yekuda kurara nemukadzi kana nemurume.

Mushayahanya mushonga waidyiswa vechidiki kare kare kuti vasanzwe zemo zvakanyanya.

Zemo ihavi yekuda kurara nemukadzi kana nemurume.

Zvakafanana

hosha · gaho · jekeramuchiuno

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word