Duramazwi · zita
zembwe
musekenyera
Duramazwi · zita
Zembwe kuita kweusimbe pabasa munhu achingovavarira kuti dai nguva dzakwana vakabuda.

Duramazwi
01 / 03zemeni
Kana mukadzi ane nhumbu akaenda kuzemeni anenge aenda kundoona chiremba kuti kuonekwe kuti mwana ari kukura sei.
VerengaSwipe for the next word