Kwaunobva/Duramazwi/Z/zen'e
Duramazwi
zinc
zenda
Zenda ishave rinochengeta vana vomunhu anenge achisvikirwa naro.
zendamira
Kana ukamira wakazendamira pamadziro unenge wakaatsamira.
zendemu
Kuti zendemu kuita nokubudisa chinhu chikuru nguva imwe.
Swipe for the next word