Duramazwi
Zvinoreva
Kana ukamira wakazendamira pamadziro unenge wakaatsamira.
1
Kana ukamira wakazendamira pamadziro unenge wakaatsamira.
Izvi zvichakubetsera kuti ukwanise kupindura bvunzo yako yokutanga sezvo bvunzo iyi yakazendamira kuzvikamu zvose zvawakaita padanho rino.
Kana ukamira wakazendamira pamadziro unenge wakaatsamira.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zendemu
Kuti zendemu kuita nokubudisa chinhu chikuru nguva imwe.
VerengaSwipe for the next word