KwaunobvaDuramazwiTtsamira

Duramazwi

tsamira

Zvinoreva

Kutsamira kuisa musoro pamutsago.

1

Kutsamira kuisa musoro pamutsago.

Ndainge ndakarara zvangu pasi pomuzhanje ndakatsamira mutsigo wangu ndichiteerera kamhepo kaifuridza - furidza mashizha omuti uyu.

Kuti tseya kugara wakatsamira kana kuzendama pane chimwe chinhu uchizorodza muviri.

Kana munhu akasendekedza bhasikoro pamadziro anenge aritsveta rakaatsamira.

2

Kana wakatsamira umwe munhu zvinoreva kuti unenge usingasiyani naye.

3

Kutsamira kuzendama pane chimwe chinhu.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsamiti

Tsamiti imari yaunopa kun'anga, uchibhadhara mushonga wainenge yakupa.

Verenga

Swipe for the next word