Duramazwi · zita
nguo
tunic · garb
Duramazwi · zita
tunic · garb
Nguo ihembe kana kuti chinhu chose chinopfekwa nomunhu pamuviri wake.
Nguo ihembe kana kuti chinhu chose chinopfekwa nomunhu pamuviri wake.
Akapfeka nguo dzake murima imomo ndokubuda akananga kumba kwairara vabereki vake.
Haunyari here kufukura nguo pazere vanhu?
Kana uchitamba uchipekurira vamwe nguo unenge uchipota uchidzisimudza nokudzizunza.
Duramazwi
01 / 03ngura
corrosion
VerengaSwipe for the next word